Brazil
Mataridziko
| Mubatanidzwa Rudhende rwe Bhuraziri República Federativa do Brasil | |||
|
| |||
| Mitauro yekuMatare: | Chiputukezi | ||
| Guta Guru: | Brasília | ||
| Nharaunda: | 8,514,877 km² | ||
| Hugari hweVanhu: | 208,568,000 (2018) | ||
| Tsinhano yeHugari: | 24.35 km² | ||
| I TLD: | .br | ||
Bhuraziri (muChiputukezi: Brasil, [bɾaˈziw]) inyika iri kuziwumbe reAmerika Chamhembe.
Guta guru racho iBrasília.
Nyika iyi ine miganhu neVenezuela, Guyana, Suriname, French Guiana, Colombia, Bolivia, Peru, Argentina, Uruguay neParaguay.
| South America | |
|---|---|
| Argentina • Bolivia • Brazil • Chile • Colombia • Ecuador • French Guiana • Guyana • Paraguay • Peru • Suriname • Uruguay • Venezuela | |
