close
Svetuka kuchirochemo

Sekuru

Kubva Wikipedia
BERJAYA

Shoko rokuti sekuru rinoreva murume anova baba vababa vako.

Baba vamai vanodavidzwa kuti sekuru.

Hanzvadzi yaMai

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Sekuru ishoko rinoshandiswazve kureva hanzvadzi, kana kuti hanzvadzi, yaAmai vakakubereka.

Mwana weHanzvadzi yaMai

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Sekuru ishoko rinorevazve mwana wasekuru, hanzvadzi, kana kuti hanzvadzi, yamai vako.

Sekuru - pamutauro mutorwa mutana anokwanisa kunzi sekuru, nyangwe pasina hukama.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]